Malawi

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Republic of Malawi
Flag of Malawi.svg Coat of arms of Malawi.svg
National motto: Unity and Freedom
Malawi (orthographic projection).svg

Malawi nyika yakakomberedzwa nedzimwe iri kuChamhembe kwakadziva kuMabvazuva kweAfrica uye yaichimbodanwa kunzi Nyasaland. Nyika dzakaikomberedza ndedzinoti: Zambia iri kuMaodzanyemba kwakadziva kuMadokero; Tanzania iri kuMaodzanyemba kwakadziva kuMabvazuva; neMozambique iribata kumabvazuva, kuchamhembe nekumadokero. Nharaunda yeMalawi inodarika 118,000 skweya dzekiromita iyo nyika ine hugari hwevanhu 16,777,547 (2013). Gutaguru reMalawi rinonzi Lilongwe; repiri pakukura rinonzi Blantyre rechitatu Mzuzu. Zita rokuti Malawi rinobva pashoko rokuti Maravi iro raiva zita revanhu vechiNyanja vakagara munyika iyi. Mamwe makomo makuru arimo anonzi Mlanje. Munyika umu munorimwa tii.