Svetuka kuchirochemo

Chikunda

Kubva Wikipedia

Chikunda mutauro unowanikwa kuZambia.

Mazwi Anotodza Shona

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Izwi rokuti meno (teeth) ndiro rimwe kuChikunda neShona.
  • Izwi rokuti mano (intelligence) ndiro rimwe kuChikunda neShona.
  • Izwi rokuti munda (field) ndiro rimwe kuChikunda neShona.
  • Izwi rokuti mukati (inside) ndiro rimwe kuChikunda neShona.
  • Izwi rokuti zuwa (sun) ndiro rimwe kuChikunda neShona.
  • Kunda inoti mpaka (until) kureva kudzimara. Mamwe mazwi: citowo (n. lake) kureva nyanza.
  • Kunda inoti liziwi kana maziwi pakuwanda (n. word) kureva izwi.
  • Kunda inoti mulumbwana (boy) kureva murumbwana. Mamwe mazwi: mbuto (n. seed) kureva mbeu.
  • Kunda inoti kutemwa (to love). Zvichida izwi iri rinotodzana nerinoti mutemwa.
  • Kunda inoti po – pangila (place of making). Zvichida izwi iri rinotodzana nerinoti bangira.
  • Kunda inoti mpando (chair) kureva chigaro. Mamwe mazwi: kunuma (behind) kureva kumashure.
  • Kunda inoti mwalimu (teacher) kureva mudzidzisi.
  • Kunda inoti culu (ant-hill) kureva chulu. Mamwe mazwi: -zunga (v. going around).
  • Kunda inoti ka-simbi (small girl) kureva kasikana. Mamwe mazwi: koni (n. bird) kureva shiri.
  • Kunda inoti luwango (winnowing basket) kureva rusero.
  • Kunda inoti nongo (clay pot) kureva hari. Mamwe mazwi: cine luwali (num. Seven. Means four on one side) kureva nomwe.
  • Kunda inoti mwaka (year) kureva gore. Mamwe mazwi: mtanda (num. six) kureva nhanhatu.
  • Kunda inoti njinga (bicycle) kureva bhasikoro. Mamwe mazwi: cakushalila (adj. last) kureva chekuguma.
  • Kunda inoti cola (bag) kureva bhegi. Mamwe mazwi: -pyanga (n. sweep) kureva kutsvaira.
  • Kunda inoti nthekwe (snuff dispenser) kureva nhekwe. Mamwe mazwi: tali (long) kureva refu.
  • Kunda inoti cisamphi (bedmat) kureva rupasa.
  • Kunda inoti nswanda (basket) kureva tswanda.
  • Kunda inoti unga (mealie meal) kureva hupfu.
  • Kunda inoti nkhunde (beans) kureva nyemba kana makunde.
  • Kunda inoti lemba (write) kureva kunyora.
  • Kunda inoti chisasa (door of reeds) kureva sasa.
  • Kunda inoti m'punga (rice) kureva mupunga.
  • Kunda inoti langa (to initiate) kureva kuvambira.
  • Kunda inoti mutwe (head) kureva musoro.
  • Kunda inoti chikumbe (farmer) kureva murimi.
  • Kunda inoti munzi (village) kureva musha.
  • Kunda inoti menzi (water) kureva mvura.
  • Kunda inoti nzila (manner, way) kureva nzira.
  • Kunda inoti nzala (hunger) kureva nzara.
  • Kunda inoti kulya (food) kureva kudya.
  • Kunda inoti munsi (pestle) kureva mutsi. Mamwe mazwi: mulwendo (n. stranger) kureva muenzi.
  • Kunda inoti chitonga (cob of maize) kureva muguri wechibage.
  • Kunda inoti manga (build) kureva kuvaka. Zvichida ndipo panobva izwi rokuti mhangwa.

[1]

  1. http://dspace.unza.zm:8080/xmlui/bitstream/handle/123456789/4278/Main%20Document.pdf?sequence=1&isAllowed=y