Yipunu

Kubva Wikipedia

Yipunu mutauro weBantu unowanikwa kuGabon.

Mazwi Anotodza Shona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Yipunu vanoti muisi (n. inhabitant) kureva mugari.
  • Yipunu vanoti muiri (n. trunk - main part, stem).
  • Yipunu vanoti usaka (v. chop, mince, hash, axe) kureva kutema.
  • Yipunu vanoti mfula (n, rain) kureva kunaya kwemvura.
  • Yipunu vanoti mfula unoga (n. to rain) kureva kuri kunaya.
  • Yipunu vanoti kale (n. past) kureva kare.
  • Yipunu vanoti mfula jivema (n. snow. Literally white rain) kureva sinowo.
  • Yipunu vanoti mwan (n. child) kureva mwana.
  • Yipunu vanoti mosi (n. one, unique) kureva m.
  • Yipunu vanoti biranu (n. five) kureva shanu.
  • Yipunu vanoti bin (n. four) kureva ina.
  • Yipunu vanoti dighumi (n. ten) kureva gumi.
  • Yipunu vanoti unu (v. to drink) kureva kunwa.
  • Yipunu vanoti nzil (n. way) kureva nzira.
  • Yipunu vanoti ndau (n. house) kureva imba.
  • Yipunu vanoti matsi (n. oil) kureva mafuta.
  • Yipunu vanoti pembi (n. white kaolin) imhando yedombo jena. Fananidzai nokuti kupembedza?
  • Bapunu vanoti koku (n. chicken) kureva huku.
  • Yipunu vanoti ni beeli (I am sick) kureva ndiri kurwara.
  • Yipunu vanoti nwang (v. drink) kureva kunwa.
  • Yipunu vanoti musiru (n. forest) kureva sango.
  • Yipunu vanoti djami (mine) kureva zvangu.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Yipunu vanoti tabula (v. cut) kureva kucheka.
  • Yipunu vanoti musamu (n. message, news) kureva nhau.
  • Yipunu vanoti utsana (to live) kureva kurarama.
  • Yipunu vanoti fumu (n. Lord) kureva Ishe.
  • Yipunu vanoti mbari (n. palm) kureva chanza.
  • Yipunu vanoti mbatsi (n. friend) kureva shamwari.