Kinande

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Rurimi rweKinande runotaurwa kuDemocratic Republic of Congo.

Mazwi Anotodza Shona[chinja | edit source]

  • Kinande inoti omulume (man) kureva murume.
  • Kinande inoti okugulu (leg) kureva gumbo.
  • Kinande inoti ekikombe (cup) kureva mukombe kana kapu.
  • Kinande inoti engoko (chicken) kureva huku.
  • Kinande inoti omundu (person) kureva munhu.
  • Kinande inoti erituma (to send) kureva kutuma.
  • Kinande inoti ngulube (pig) kureva nguruve.
  • Kinande inoti nina (mother) kureva nyina kana amai.
  • Kinande inoti tataa (father) kureva baba.
  • Kinande inoti ninanena (I am speaking) kureva ndiri kutaura. Ko kunenera kana kunenedzera?
  • Kinande inoti ninakuluhirika (I am trustworthy) kureva ndino gurupirika. Gurupira izita remhuri.
  • Kinande inoti erilya (to eat) kureva kudya.
  • Kinande inoti eryuma (to dry) kureva kuoma.
  • Kinande inoti eriba (to steal) kureva kuba.
  • Kinande inoti olulimi (tongue) kureva rurimi.
  • Kinande inoti engata (headpad for carrying loads) kureva hata.
  • Kinande inoti erikala (charcoal) kureva makara.
  • Kinande inoti ekihungu (eagle) kureva chapungu.
  • Kinande inoti eribumba (clay) kureva munyakwe.
  • Kinande inoti ekitara (granary) kureva dara.
  • Kinande inoti ekitego (trap) kureva muteyo.
  • Kinande inoti erino (tooth) kureva zuva.
  • Kinande inoti eriyuba (sun) kureva zuva.
  • Kinande inoti oluyani (leaf) kureva shizha.
  • Kinande inoti engoma (drum) kureva ngoma.
  • Kinande inoti enyama (meat) kureva nyama.
  • Kinande inoti ekiganza (palm of hand) kureva chanza.
  • Kinande inoti omubiri (body) kureva muviri.
  • Kinande inoti omuliro (fire) kureva moto.
  • Kinande inoti omugongo (back) kureva musana.
  • Kinande inoti enyondo (hammer) kureva nyundo.
  • Kinande inoti enzogu (elephant) kureva nzou.
  • Kinande inoti enyungu (pot) kureva hari.
  • Kinande inoti engwali (partridge) kureva chikwari.
  • Kinande inoti obudongo (mud) kureva rondo.
  • Kinande inoti ekisaka (bush) kureva tsaka.
  • Kinande inoti ekisiki (stump) kureva chigutsa.
  • Kinande inoti eribere (breast) kureva zamu.
  • Kinande inoti ekyala (fingernail) kureva nzara.
  • Kinande inoti enyota (thirst) kureva nyota.
  • Kinande inoti enzoka (snake) kureva nyoka.
  • Kinande inoti obunene (bigness) kureva hunene.
  • Kinande inoti omulamu (sister-in-law) kureva muramu.
  • Kinande inoti ekisindi (squirrel) kureva tsindi.
  • Kinande inoti ekibanza (courtyard) kureva banze.
  • Kinande inoti obuso (face) kureva chiso.
  • Kinande inoti obuta (bow) kureva uta.
  • Kinande inoti amabi (excrement) kureva mavi.
  • Kinande inoti okutu (ear) kureva nzeve.

[1] [2]

  1. http://lingphil.mit.edu/papers/kenstowicz/SAL.Kinande.pdf
  2. https://www.africamuseum.be/sites/default/files/media/docs/research/publications/rmca/online/documents-social-sciences-humanities/dictionnaire-kinande-francais.pdf