Malawi Tonga

Kubva Wikipedia

Kitonga mutauro unowanikwa kuMalawi kugombe riri kumavirira kweNyanza yeMalawi. Kunonzi Malawi Tonga yakafanana mazwi mazhinji neTumbuka.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • BaTonga vanoti chaka (year) vachireva gore.
  • BaTonga vanoti mpaka (until) vachireva kudzamara.
  • BaTonga vanoti fumu (chief) vachireva Ishe.
  • BaTonga vanoti mizi (hamlets, villages) vachireva misha.
  • BaTonga vanoti nsima vachireva sadza.
  • BaTonga vanoti dendi vachireva muriwo.
  • BaTonga vanoti mphara (men's house) vachireva imba yevarume.
  • BaTonga vanoti chikweta (cultivated land) vachireva ivhu rakarimwa.
  • BaTonga vanoti masara (fallow land) vachireva ivhu rakararira.
  • BaTonga vanoti dondo (bush) vachireva dondo.
  • BaTonga vanoti ubwezi (friendship) vachireva hushamwari.
  • BaTonga vanoti mkapora (slaves) vachireva muranda.
  • BaTonga vanoti kuwomba manja (clap hands) vachireva kuwombera mawoko.
  • BaTonga vanoti kutenga (to bring) vachireva kuunza.
  • BaTonga vanoti gutu (ear) vachireva nzeve.
  • BaTonga vanoti chigawu (cassava) vachireva mufarinya.
  • BaTonga vanoti msuzi kana wasuzi pakuwanda (blacksmith) vachireva mupfuri wesimbi.
  • BaTonga vanoti kufya (to burn) vachireva kutsva.
  • BaTonga vanoti chingana (although).
  • BaTonga vanoti ndi (and) vachireva na.
  • BaTonga vanoti Chiuta (God) vachireva Mwari.
  • BaTonga vanoti viina (v. dance) vachireva kudzana.
  • BaTonga vanoti kuzumbuuwa (reveal) - zvichida vachireva kuzimbwa.
  • BaTonga vanoti imwa (drink) vachireva inwa.
  • BaTonga vanoti kutoo (to take) vachireva kutora.
  • BaTonga vanoti kukoo (to catch).
  • BaTonga vanoti tambalala (stretch out your legs) vachireva kutambarara.
  • BaTonga vanoti cimbiiya (to run) vachireva kumhanya.
  • BaTonga vanoti mela (grow) vachireva kukura.
  • BaTonga vanoti gong'ola (hit) vachireva kugon'ora.
  • BaTonga vanoti njovu (elephant) vachireva nzou.
  • BaTonga vanoti kalulu (hare) vachireva tsuro.
  • BaTonga vanoti nkhalamu (lion) vachireva shumba.
  • BaTonga vanoti mbawa (bushbuck) vachireva mhembwe?.
  • BaTonga vanoti nyalubwi (leopard) vachireva mbada.
  • BaTonga vanoti ndiseeka (I am laughing) vachireva - ndiri kuseka.
  • BaTonga vanoti khumbiiya (admire).
  • BaTonga vanoti tondeeka (fail) vachireva kukundika.
  • BaTonga vanoti mauta (n. bows) vachireva uta.
  • BaTonga vanoti mbali (plates) vachireva ndiro.
  • BaTonga vanoti chakurya (food) vachireva chokudya.
  • BaTonga vanoti chalu (country) vachireva nyika.
  • BaTonga vanoti mantha (n. fear) vachireva kutya.

[1] [2]

  1. https://trove.nla.gov.au/work/24631133?q&versionId=29740963
  2. https://www.academia.edu/37688996/Resolving_verbal_reduplication_paradoxes_in_Malawian_Tonga