Yao

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Yao kana ChiYao rurimi rwunotaurwa munyika dzinoti: Malawi; Zambia, Mozambique neZimbabwe. Mutauro uyu wakapararira munyika dzeSADC nokuda kwevanhu vakatamira munyika idzi vachitsvaga mabasa, vari vashandi vakabva kuMalawi neZambia.

Mazwi Anotodzana neShona[chinja | edit source]

ChiYao chine mazwi mazhinji anotodzana neChiShona nemamwe akafanana zvachose.

  • Izwi rokuti nyama (meat; animals used for meat) ndiro rimwe kuChiYao neShona.
  • Izwi rokuti mbwa (meat; animals used for meat) ndiro rimwe kuChiYao neShona.
  • Izwi rokuti nguo (cloth; calico) ndiro rimwe kuChiYao neShona.
  • Izwi rokuti chigamba (a patch) ndiro rimwe kuChiYao neShona.
  • Izwi rokuti chilindo (hut in a field where watch is kept for thieves, animals etc) rinotaurwa mururimi rweYao richireva nhungu.
  • Vatauri veYao vanoti kung'wa (to drink), kureva kunwa.
  • Vatauri veYao vanoti kuwawa (bitter taste), kureva kuvava.
  • Vatauri veYao vanoti wato (canoe), kureva bwato.
  • Vatauri veYao vanoti kuwaka (to build), kureva kuvaka.
  • Vatauri veYao vanoti mbusi (goat), kureva mbudzi.
  • Vatauri veYao vanoti liso (eye), kureva ziso.
  • Vatauri veYao vanoti lulimi, kureva rurimi.
  • Vatauri veYao vanoti achimwenye (chief), kureva Ishe.
  • Vatauri veYao vanoti chaka (a year counting from time of planting crops, season, a time).
  • Vatauri veYao vanoti chikope (the eye lid).
  • Vatauri veYao vanoti kulalika (to gather an army; to gather a caravan). Mararike izita remhuri.
  • Vatauri veYao vanoti chiiga (a thigh), kureva chidya.
  • Vatauri veYao vanoti likasa (a box), kureva chikasha.
  • Vatauri veYao vanoti likumi (ten), kureva gumi.
  • Vatauri veYao vanoti chala (toe, finger), kureva chigunwe.
  • Vatauri veYao vanoti kujenda, kureva kuenda.
  • Vatauri veYao vanoti kujimba(to sing) kureva kuimba.
  • Vatauri veYao vanoti kuchuwika (to dip in water).
  • Vatauri veYao vanoti kukomoka (to faint).
  • Vatauri veYao vanoti kukumbatila (to embrace in a conjugal position).
  • Vatauri veYao vanoti luwele (breasts).
  • Vatauri veYao vanoti mapale (fragment of a broken pot).
  • Vatauri veYao vanoti chipala (blacksmith’s forge).
  • Vatauri veYao vanoti chipembere (rhinoceros).
  • Vatauri veYao vanoti chisango (a divining instrument).
  • Vatauri veYao vanoti chiselo kureva rusero.
  • Vatauri veYao vanoti chitumba (a bud).
  • Vatauri veYao vanoti chitumba (a calabash; salt).
  • Vatauri veYao vanoti chiwamba (seedling grown in a verandah and afterward transplanted).
  • Vatauri veYao vanoti chikosi (a bunch of grass tied to mark the limit of a field).
  • Vatauri veYao vanoti dande (slime of a snail).
  • Vatauri veYao vanoti luwala (an open space). Ko ruvara?
  • Vatauri veYao vanoti luwilo (a race). Ko zita rokuti Nyaruviro?
  • Vatauri veYao vanoti luwaso (accuracy in shooting).
  • Vatauri veYao vanoti macheka (bracelet made of the skin of an elephant foot).
  • Vatauri veYao vanoti machela (a net fixed in the water by means of stakes; pointed).
  • Vatauri veYao vanoti machila (strength; price of redemption).
  • Vatauri veYao vanoti mangawa (debt).
  • Vatauri veYao vanoti gwiso kana Atati (father; master).
  • Vatauri veYao vanoti lusama (green-coloured).
  • Vatauri veYao vanoti lusese (dwarfishness). Ko Chisese?
  • Vatauri veYao vanoti mbanga (space between 2 large rocks; a cave).
  • Vatauri veYao vanoti mbale (a plate).
  • Vatauri veYao vanoti mbali (the side).; sokuti pa mbali pamoto – near the fire.
  • Vatauri veYao vanoti makala (charcoal), kureva marasha.
  • Vatauri veYao vanoti chisukulu (grandchild), kureva muzukuru.
  • Vatauri veYao vanoti chilo (night), kureva husiku kana chiro.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Vatauri veYao vanoti lichinga (animal kraal), kureva danga remombe.
  • Vatauri veYao vanoti kujambanya (to commence weaving a palm leaf mat). Ko zita rinonzi Jambaya?
  • Vatauri veYao vanoti chilungu (an earthquake).
  • Vatauri veYao vanoti chinganga (a small drum; a necklace of beads).
  • Vatauri veYao vanoti chindimba (a feast with dancing).
  • Vatauri veYao vanoti chikungu (brass or copper).
  • Vatauri veYao vanoti luwanda (a foetus).
  • Vatauri veYao vanoti ngani (news), kureva nhau.

[1]

  1. https://archive.org/stream/ahandbookyaolan00hethgoog/ahandbookyaolan00hethgoog_djvu.txt