Kitembo

Kubva Wikipedia

Kitembo mutauro unowanikwa munyika yeDemocratic Republic of Congo.

  • Vatembo vanoti mundu (n. person) kureva munhu. Mamwe mazwi: njoka (n. snake) kureva nyoka.
  • Vatembo vanoti lutabi (n. tree branch) kureva davi.
  • Vatembo vanoti mvula (n. rain) kureva kunaya kwemvura.
  • Vatembo vanoti muliro (n. fire) kureva moto.
  • Vatembo vanoti bana (n. children) kureva vana.
  • Vatembo vanoti mawa (n. thorns) kureva minzwa.
  • Vatembo vanoti nyanja (n. sea) kureva nyanza.
  • Vatembo vanoti lwimbo (n. song) kureva chimbo.
  • Vatembo vanoti efi (n. knee) kureva ibvi.
  • Vatembo vanoti músi (n. village) kureva musha. Mamwe mazwi: mùsi (n. smoke) kureva hutsi.
  • Vatembo vanoti chirongo (n. dry soil) kureva ivhu rakaoma. Mamwe mazwi: kuboko (n. arm) kureva ruwoko.
  • Vatembo vanoti kuluma (v. bite) kureva kuruma. Mamwe mazwi: tata (n. father) kureva tate.
  • Vatembo vanoti mviri (n. hairs) kureva mvere. Mamwe mazwi: muchi (n. tree) kureva muti.
  • Vatembo vanoti kuba (v. to be) kureva kuva. Mamwe mazwi: mukasi kureva mukadzi.
  • Vatembo vanoti mubuya (n. good person). Fananidzai nokuti zviuya hazviwanani.
  • Vatembo vanoti kubi (adj. bad) kureva chivi. Mamwe mazwi: mulimo (n. work) kureva murimo.
  • Vatembo vanoti kutema (v. cut) kureva kutema. Mamwe mazwi: ebuteme (field) kureva munda.
  • Vatembo vanoti njira (n. way) kureva nzira. Mamwe mazwi: lwishi (n. river) kureva rwizi.

Mamwe Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Vatembo vanoti lusuku kana suku (n. day) kureva musi. Mamwe mazwi: chira (n. each).
  • Vatembo vanoti chitonga (n. tall basket) kureva dengu.
  • Vatembo vanoti chiira (n. waterfall) kureva mapopoma.
  • Vatembo vanoti lukunda (n. cave) kureva bako.
  • Vatembo vanoti chibiso (n. straw broom) kureva mutsvairo.
  • Vatembo vanoti mushingi (n. chimpanzee) kureva chimupanzi.
  • Vatembo vanoti fuka (n. hoe) kureva badza.
  • Vatembo vanoti ndende (n. hyena) kureva bere.
  • Vatembo vanoti kabongo (n. elephant trunk) kureva ruwoko rwenzou.
  • Vatembo vanoti kuulu (n. leg) kureva gumbo.
  • Vatembo vanoti luali (n. polygamy) kureva barika.
  • Vatembo vanoti kwaka (v. flee) kureva kutiza.
  • Vatembo vanoti reta (v. bring) kureva kuunza. IsiNdebele vanoti ukuleta kureva kuunza.
  • Vatembo vanoti ngai (n. gorilla) kureva gorila. Mamwe mazwi:
  • Vatembo vanoti butu (n. nest) kureva dendere. Mamwe mazwi:
  • Vatembo vanoti busese (adj. much). Mamwe mazwi: emupunge (n. rice) kureva mupunga.
  • Vatembo vanoti chambu (n. market) kureva musika. Mamwe mazwi:
  • Vatembo vanoti kufuluka (v. come back) kureva kudzoka. Mamwe mazwi:
  • Vatembo vanoti mashenge (n. aunt). Mamwe mazwi: emusere (n. parent) kureva mubereki.
  • Vatembo vanoti kukonda (v. cut) kureva kucheka. Mamwe mazwi: kubuta (v. to give birth) kureva kuzvara.
  • Vatembo vanoti kubunga (v. fold) kureva kupeta. Mamwe mazwi: malume (n. maternal uncle) kureva hanzvadzi yeAmai.


[1] [2]

  1. https://docplayer.net/186367002-Verb-structure-in-kitembo-kabucungu-hand-jinga-nairobi-evangelical-graduate-school-of-theology-2005.html
  2. https://www.sil.org/system/files/reapdata/15/04/47/150447870056529335299104875922477874980/tbt_tembo_alphabet_chart_2007.pdf