Bakaka
Mataridziko
Bakaka mutauro unowanikwa kuCameroon.
Mazwi Anotodza Shona
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Bakaka vanoti bwaŋga (n. remedy, cure, exorcism, fetish).
- Bakaka vanoti dyǎŋ (n. palm) kureva chanza.
- Bakaka vanoti ji (this) kureva ichi.
- Bakaka vanoti mbwa (n. dog) kureva imbwa.
- Bakaka vanoti mdya (n. food, bread) kureva kudya.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Bakaka vanoti din (n. name, fame, reputation) kureva zita.
- Bakaka vanoti dəwaá (n. meningitis, fontanelle disease) - zvichida vanoreva nhova.
- Bakaka vanoti dyôm' kana dyoôm (n. ten) kureva gumi.
- Bakaka vanoti jǎnaa (n. yesterday tomorrow) kureva nezuro kana mangwana.
- Bakaka vanoti lungu (n. mosquito) kureva umhutu.
- Bakaka vanoti mbálɛ (n. the truth) kureva chokwadi.
- Bakaka vanoti mbátá (n. addition) kureva kuonga.
- Bakaka vanoti mbeŋgá (n. pigeon).
- Bakaka vanoti mbela (n. the hawk).
- Bakaka vanoti mbesá (n. the stick, the truncheon).
- Bakaka vanoti mbɛŋɛ̂ (n. South) kureva chamhembe.
- Bakaka vanoti mɓóko (n. middle, group, circle).
- Bakaka vanoti mboó (n. forehead) kureva huma.
- Bakaka vanoti mbɔlɔʼ kana mbɔʼɔlɔʼn (n. the pestle) kureva mutsi.
- Bakaka vanoti mbwanda (n. slot, slit, crack, fissure, chink).
- Bakaka vanoti mbungu (n. improper and colored element, which makes a liquid cloudy).
- Bakaka vanoti mbumbu (n. ashes) kureva dota.
- Bakaka vanoti meba (n. lifestyle, culture) kureva tsika kana magariro.
- Bakaka vanoti məjoká kana mtanda (n. games) kureva mitambo.
- Bakaka vanoti məkaŋgá (n. obligation; constraint; repression) kureva r.
- Bakaka vanoti elonge (n. life) kureva hupenyu.
- Bakaka vanoti ekondo (n. abandoned village) kureva dongo.