Svetuka kuchirochemo

Oshindonga

Kubva Wikipedia

Oshindonga mutauro weBantu unowanikwa kuNamibia.

Mazwi Anotodza Shona

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Izwi rokuti Uusiku (night) rakafanana kuOshindonga neShona.
  • Izwi rokuti mwana (child) rakafanana kuOshindonga neShona.
  • Oshindonga vanoti Uusiku (night) kureva husiku.
  • Oshindonga vanoti Ee-ee kana Eeno (Yes) kureva ehe kana hongu.
  • Oshindonga vanoti inda (go) kureva kuenda.
  • Oshindonga vanoti kala (stay) kureva kugara.
  • Oshindonga vanoti meme (mother) kureva amai.
  • Oshindonga vanoti ondjala (hunger) kureva nzara.
  • Oshindonga vanoti enota kureva nyota.
  • Oshindonga vanoti kuta kureva kuguta.
  • Oshindonga vanoti onyama kureva nyama.
  • Oshindonga vanoti Okulya (to eat) kureva kudya.
  • Oshindonga vanoti tala (look) kureva kutarisa.
  • Oshindonga vanoti okwiimba (to sing) kureva kuimba.
  • Oshindonga vanoti teleka (to cook) kureva kubika.
  • Oshindonga vanoti pya (to burn) kureva kutsva.
  • Oshindonga vanoti tsa (to pound) kureva kutswa.
  • Oshindonga vanoti oshithima kureva sadza.
  • Oshindonga vanoti Ombwa kureva imbwa.
  • Oshindonga vanoti ngombe kureva mombe.
  • Oshindonga vanoti osopa kureva sipo.
  • Oshindonga vanoti Omahangu (millet) kureva rukweza.
  • Oshindonga vanoti Omakunde (beans) kureva bhinzi. Makunde izita remhuri.
  • Oshindonga vanoti Omulilo (fire) kureva moto.
  • Oshindonga vanoti Nyoko (your mother) kureva amai vake.
  • Oshindonga vanoti ina (his/her mother) kureva amai vake. Nyina.
  • Oshindonga vanoti tate (father) kureva baba.
  • Oshindonga vanoti tatekulu (grandfather) kureva tateguru kana sekuru.
  • Oshindonga vanoti Omushoma (person younger than you) kureva muduku kana mushoma.
  • Oshindonga vanoti Oshihauto kana Ohauto (car) kureva motokari.
  • Oshindonga vanoti Ondolopa (town) kureva dhorobha.
  • Oshindonga vanoti Ondjila (path) kureva nzira.
  • Oshindonga vanoti Thika (arrive) kureva kusvika.
  • Oshindonga vanoti Za (come from).
  • Oshindonga vanoti Omutse (head) kureva musoro. Mamutse izita remhuri.
  • Oshindonga vanoti Omeho (eyes) kureva meso.
  • Oshindonga vanoti Omaako (hands) kureva mawoko.
  • Oshindonga vanoti Omatako (buttocks) kureva magaro.
  • Oshindonga vanoti Ominwe (fingers or toes) kureva zvigunwe.
  • Oshindonga vanoti Omuti (medicine) kureva mushonga kana muti.
  • Oshindonga vanoti Esiku (day) kureva musi.
  • Oshindonga vanoti Omwedhi (month) kureva mwedzi.
  • Oshindonga vanoti -nene (big) kureva chihombe.
  • Oshindonga vanoti -shona (few, small) kureva chiduku kana zvishoma.
  • Oshindonga vanoti -indji (many) kureva zhinji.
  • Oshindonga vanoti eyoka (snake) kureva nyoka.
  • Oshindonga vanoti omulonga (river) kureva rwizi.
  • Oshindonga vanoti tsika (to plant) kureva kudzika.
  • Oshindonga vanoti lima (to hoe, cultivate) kureva kurima.
  • Oshindonga vanoti komba (sweep) kureva kutsvaira. Kombo naKombayi mazita emhuri.
  • Oshindonga vanoti Omwiiyambi (volunteer). Muyambi izita remhuri.


  • Oshindonga vanoti Omushiinda (neighbor) kureva muvakidzani. Kamushinda izita remhuri.
  • Oshindonga vanoti Omakutsi (ears) kureva nzeve.
  • Oshindonga vanoti Ombezi (beard) kureva ndebvu. Mbedzi izita remhuri.
  • Oshindonga vanoti Shaashi kana Oshoka (because) kureva nokuti.
  • Oshindonga vanoti Omvula (year) kureva gore
  • Oshindonga vanoti Ombiila (beer) kureva hwahwa.
  • Oshindonga vanoti longo (work, teach) kureva kushanda kana kudzidzisa.
  • Oshindonga vanoti ilongo (study, learn).
  • Oshindonga vanoti hole (love, like) kureva kuda. Pane rwiyo rwekuSouth Africa runoti Jesu ongiholayo - Anondida Jesu.
  • Oshindonga vanoti Onamunate (cooldrink) kureva chinwiwa.
  • Oshindonga vanoti Ombiga (pot) kureva mbiya.
  • Oshindonga vanoti Ombele (knife) kureva banga.
  • Oshindonga vanoti Aanegumbo kana ezimo (family) kureva mhuri.
  • Yimwe (One) kureva imwe.
  • Mbali (Two) kureva mbiri
  • Ndatu (Three) kureva nhatu
  • Ne (four) kureva ina
  • Ntano (five) kureva shanu
  • Hamano (six) kureva nhanhatu
  • Heyali (seven) kureva sere
  • Hetatu (eight) kureva Nomwe
  • Omugoyi (nine) kureva pfumbamwe
  • Omulongo (Ten) kureva gumi

[1]

  1. https://www.livelingua.com/peace-corps/Ndonga/te-ti.pdf