Maconde

Kubva Wikipedia

Maconde mutauro unowanikwa kuZambia uri muboka remitauro yeBantu.

Mazwi Anotodzana[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaMaconde vanoti imbeyu (seed); VaShona vanoti mbeu.
  • Maconde inoti kuheka (to laugh); VaShona vanoti kuseka.
  • Maconde inoti kuhaya (v. grind) vachireva kugaya.
  • Maconde inoti cihundo (knot); VaShona vanoti chifundo.
  • Maconde inoti kuhwa (to die); VaShona vanoti kufa.
  • Maconde inoti chilonda (wound); VaShona vanoti chironda.
  • Mwana (Child) ndizvo zvimwechete kuMaconde nekuShona.
  • VaMaconde vanoti chikota (sweet millet stalk); VaShona vanoti ipwa.
  • Maconde inoti chilambo (land, area, country); VaShona vanoti chirambo.
  • Maconde inoti chilo kana uhiku (night); VaShona vanoti chiro kana usiku.
  • Maconde inoti chipala (smithy, place where forge is located). Zvichida izwi iri rinotodzana nezita rinonzi Chipara.
  • Maconde inoti chinu kana vinu (thing/things); VaShona vanoti chinhu kana zvinhu.
  • Maconde inoti kuchitika (to jump down); VaShona vanoti kujitika.
  • Maconde inoti chitututu (motorcycle); VaShona vanoti Mudhudhudhu.
  • Maconde inoti chitongo kana chivolo (penis).
  • Maconde inoti chilonda (sore, ulcer, wound); VaShona vanoti chironda.
  • Maconde inoti kuhwika kana kukomola (arrive); VaShona vanoti kusvika.
  • Maconde inoti kuhunga (tie, fasten, fix) vachireva kusunga.
  • Maconde inoti kuteleka (v. cook) vachireva kubika.
  • Maconde inoti imbai, kana umbai kana ambai (bee) kureva nyuchi. Ambayi izita remhuri.
  • Maconde inoti imande (grasshopper); VaShona vanoti mhashu.
  • Maconde inoti imbula (rain) kureva kunaya kwemvura.
  • Maconde inoti inambili kana anambili (partridge); VaShona vanoti chikwari. Zvichida ndipo panobva zita rokuti Mbiri?
  • Maconde inoti indila (path, road); VaShona vanoti nzira.
  • Maconde inoti indonga (heavy stick, cudgel) kureva ndonga.
  • Maconde inoti indege (aeroplane) kureva ndege.
  • Maconde inoti induva (flower) kureva ruva.
  • Maconde inoti ing'ombe (cow) kureva mombe.
  • Maconde inoti inguluve (pig) kureva nguruve.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaMaconde vanoti ing'unde (bean) kureva kunaya bhinzi.
  • VaMaconde vanoti inguo (clothing) kureva zvipfeko.
  • VaMaconde vanoti ing'wapa (armpit) kureva hapwa.

[1] [2]

  1. https://www.sil.org/system/files/reapdata/16/43/62/164362296332619092165078294358601375317/kde_Vocabulary_Shimakonde_2010_v000347.pdf
  2. https://theswissbay.ch/pdf/Books/Linguistics/Mega%20linguistics%20pack/African/Niger-Congo/Bantu/Makonde%2C%20A%20Grammar%20of%20%28Kraal%29.pdf