Sagara

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Sagara mutauro weBantu unowanikwa kuTanzania.

Mazwi Anotodza Shona[chinja | edit source]

  • Izwi rokuti ziso (eye) rakafanana kuSagara neShona.
  • Izwi rokuti mwana (child) rakafanana kuSagara neShona.
  • Izwi rokuti kuseka (v. to laugh) rakafanana kuSagara neShona.
  • Izwi rokuti kutunda (to urinate) rakafanana kuSagara neShona.
  • Izwi rokuti mabwe (stones) rakafanana kuSagara neShona.
  • Izwi rokuti chana (infant) rakafanana kuSagara neShona.
  • Sagara vanoti nzala (n. hunger) kureva nzara.
  • Sagara vanoti ng'ombe (cattle) kureva mombe.
  • Sagara vanoti olufu (death) kureva rufu.
  • Sagara vanoti nzila (path) kureva nzira.
  • Sagara vanoti mgenzi (guest, visitor) kureva muyenzi.
  • Sagara vanoti nhembo (elephant) kureva nzou. Vane mutupo wetembo vanoyera nzou.
  • Sagara vanoti mvula (rain) kureva mvura yekunaya.
  • Sagara vanoti kulila (to cry) kureva kuchema kana kurira.
  • Sagara vanoti kulela (to look after a child, raise a child) kureva kurera mwana.
  • Sagara vanoti mlimo (work) kureva murimo.
  • Sagara vanoti mlomo (mouth) kureva muromo.
  • Sagara vanoti kulota (to dream) kureva kurota.
  • Sagara vanoti mdala (old person) kureva mudhara.
  • Sagara vanoti kutenda (to do) kureva kuita.
  • Sagara vanoti tate yedu (our father) kureva baba vedu.
  • Sagara vanoti kulonga (to speak) kureva kutaura. Ko nhongwa?
  • Sagara vanoti kuvina (to play) kureva kutamba.
  • Sagara vanoti kumanya (to know) kureva kuziva.
  • Sagara vanoti nswa (termite) kureva ishwa.
  • Sagara vanoti ganza (palm of hand) kureva chanza.
  • Sagara vanoti kusemwa (to forget) kureva kukanganwa.
  • Sagara vanoti mbeyu (seed) kureva mbeu.
  • Sagara vanoti matawi (branches) kureva matavi.
  • Sagara vanoti muwoko (hand) kureva ruwoko.
  • Sagara vanoti mwili (body) kureva muviri.
  • Sagala vanoti mnyambwa (dog) kureva imbwa.


[1]

  1. https://www.academia.edu/34527180/The_synchronic_phonology_and_nominal_morphology_of_Sagala_Bantu_G39_Tanzania_A_preliminary_study