Sukwa

Kubva Wikipedia

Sukwa mutauro weBantu unowanikwa kudungu reChitipa kuMalawi. Vamwe vanyori vanoti Sukwa indiminyina yeLambya.

Mazwi Anotodza Shona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaSukwa vanoti ifula (n. rain) kureva kunaya kwemvura.
  • Sukwa vanoti umunda kureva munda. Mamwe mazwi: ingofu (n. snail) kureva hozhwa.
  • Sukwa vanoti ifupa (n. bone) kureva bvupa.
  • Sukwa vanoti kunwa (to drink) kureva kunwa.
  • Sukwa vanoti tata (father) kureva baba.
  • Sukwa vanoti mukasi (n. woman) kureva mukadzi.
  • Sukwa vanoti amabele (n. breasts) kureva mazamu.
  • Sukwa vanoti sekulu (n. grandfather) kureva sekuru.
  • Sukwa vanoti ululimi (n. tongue) kureva rurimi.
  • Sukwa vanoti mundu (n. person) kureva munhu.
  • Sukwa vanoti ukweenda (to walk) kureva kufamba.
  • Sukwa vanoti maji kana umaji (n, mother) kureva mai.
  • Sukwa vanoti imbuno (nose) kureva mhuno.
  • Sukwa vanoti inguku (n. chicken) kureva huku.
  • Sukwa vanoti mpunga (n. rice) kureva mupunga.
  • Sukwa vanoti umulomo (n. lip) kureva muromo.
  • Sukwa vanoti amino (n. teeth) kureva meno. Mamwe mazwi: ukulongosa (v. to lead or guide) kureva kutungamira.
  • Sukwa vanoti inowe (n. hand) kureva ruwoko. Mamwe mazwi: ukufuma (v. to get out) kureva kubuda.
  • Sukwa vanoti umwana kureva mwana. Mamwe mazwi: ukufuusa (v. fart) kureva kuita mweya..
  • Sukwa vanoti ifipapilo (n. uteruses) kureva zvibereko.
  • Sukwa vanoti ukuimba kureva kuimba. Mamwe mazwi: ukufoomba (v. kiss) kureva kutsvoda.
  • Sukwa vanoti fiwili kureva zviviri.
  • Sukwa vanoti kunwa kureva kunwa. Mamwe mazwi: ukufwa kureva kufa.

Mamwe Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Sukwa vanoti ingeso (n. ladle) kureva mugwaku. Mamwe mazwi: indafu (n. locust) kureva mhashu.
  • Sukwa vanoti ulutondwa (n. star) kureva nyenyedzi. Mamwe mazwi: imbale (n. polygamy) kureva chipari.
  • Sukwa vanoti itʃipaáŋga (n. denomination) kureva [[]]. Mamwe mazwi: itulu (n. testicle) kureva jende.
  • Sukwa vanoti mukwalima (n. son-in-law) kureva mukuwasha. Mamwe mazwi: () kureva [[]].