SiSwati

Kubva Wikipedia

SiSwati kana Swati mutauro weBantu unowanikwa kuEswatini.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaSwati vanoti unjani (How are you) kureva kanjani kana makadii.
  • VaSwati vanoti kusile (n. morning) kureva mangwanani.
  • VaSwati vanoti futsi (too) kureva futi.
  • VaSwati vanoti babe (father) kureva baba.
  • VaSwati vanoti make (mother) kureva amai.
  • VaSwati vanoti bhuti (brother) kureva bhudhi.
  • VaSwati vanoti sisi (sister) kureva sisi.
  • VaSwati vanoti yebo (yes) kureva ehe kana hongu.
  • VaSwati vanoti cha (no) kureva kwete.
  • VaSwati vanoti sinkwa (bread) kureva chingwa.
  • VaSwati vanoti titselo (fruit) kureva muchero.
  • VaSwati vanoti ngomile (I am thirsty) kureva ndine nyota.
  • VaSwati vanoti lidolobha (town) kureva dhorobha.
  • VaSwati vanoti ekuseni (in the morning) kureva makuseni.
  • VaSwati vanoti ubusuku (at night) kureva mahusiku.
  • VaSwati vanoti liviki (week) kureva vhiki.
  • VaSwati vanoti umnyaka (year) kureva gore.
  • VaSwati vanoti gogo (grandmother) kureva gogo.
  • VaSwati vanoti mkhulu (grandfather) kureva sekuru.
  • VaSwati vanoti umfula (river) kureva rwizi.

[1]

  1. https://files.peacecorps.gov/multimedia/audio/languagelessons/swaziland/SZ_siSwati_language_Lessons.pdf