Nzadi

Kubva Wikipedia

Nzadi mutauro weBantu unowanikwa kuDemocratic Republic of Congo.

Mazwi Anotodza Shona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Izwi rokuti ina (n. four) rimwechete kuShona neNzadi.
  • VaNzadi vanoti fufu (cassava meal) kureva hupfu hwemufarinya.
  • VaNzadi vanoti mpembe (white) kureva uchena.
  • VaNzadi vanoti dzin (name) kureva zita. Mimwe misturo inoti zina.
  • VaNzadi vanoti mbva (dog) kureva imbwa.
  • VaNzadi vanoti taa (father) kureva baba. Mimwe misturo inoti tata kana tate.
  • VaNzadi vanoti odza (eat) kureva kudya.
  • VaNzadi vanoti ikaa (i) kureva makara.
  • VaNzadi vanoti ekun (firewood) kureva huni.
  • VaNzadi vanoti o-tafun (tp chew) kureva kutsenga kana kutafuna.
  • VaNzadi vanoti mwaan (child) kureva mwana.
  • VaNzadi vanoti ndaa (story, voice) kureva nyaya. VaNdau vanoti ndaa.
  • VaNzadi vanoti ntse (down, bottom) kureva pasi.
  • VaNzadi vanoti ndzaa (hunger) kureva nzara.
  • VaNzadi vanoti nkaa (crab) kureva gakanje. IsiNdebele vanoti nkala.
  • VaNzadi vanoti obe (bad) kureva chivi kana huvi.
  • VaNzadi vanoti iziba (lake) kureva dziva.
  • VaNzadi vanoti olum (husband) kureva murume wa.
  • VaNzadi vanoti oso (face) kureva uso kana chiso.
  • VaNzadi vanoti idzin (tooth) kureva zino.
  • VaNzadi vanoti entsanga (island) kureva chitsuwa.
  • VaNzadi vanoti e-dzuu (groundnut) kureva nzungu.
  • VaNzadi vanoti Ndzaa (God) kureva Mwari.
  • VaNzadi vanoti ozwa (hear) kureva kunzwa.
  • VaNzadi vanoti ina () kureva n.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaNzadi vanoti mes (table) kureva tafura. Mimwe mitauro inoti meza.
  • VaNzadi vanoti mpandzí (rib) kureva mbabvu.
  • VaNzadi vanoti musumbwa kana misumbwa pakuwanda (fish) kureva hove.
  • VaNzadi vanoti m-bvwa (path) kureva muvha.
  • VaNzadi vanoti isike (horn) kureva nyanga.

[1]

  1. https://escholarship.org/content/qt846308w2/qt846308w2.pdf