Svetuka kuchirochemo

Luchazi

Kubva Wikipedia

Luchazi mutauro weBantu unowanikwa kuAngola, Democratic Republic of Congo, Namibia neZambia.

Mazwi Anotodza Shona

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaLuchazi vanoti muntu kana vantu (person) kureva munhu.
  • VaLuchazi vanoti muti (tree) kureva muti.
  • VaLuchazi vanoti citi (stick) kureva chimuti.
  • VaLuchazi vanoti SaNgambo (Father of Ngambo) kureva baba vaNgambo. Sa anoshandiswa kududza zita raSamusha.
  • VaLuchazi vanoti ntsenkulu (n. lineage head) kureva mukuru wedzinza.
  • VaLuchazi vanoti ngandu (crocodile) kureva garwe.
  • VaLuchazi vanoti vuta (gun) kureva pfuti.
  • VaLuchazi vanoti mbuto (seed) kureva mbeu.
  • VaLuchazi vanoti mutwe (n. head) kureva musoro.
  • VaLuchazi vanoti muchila (n. tail) kureva muskwe.
  • VaLuchazi vanoti mikono (n. legs) kureva makumbo.
  • VaLuchazi vanoti mavoko (hands) kureva mawoko.

[1]

  1. https://books.google.ca/books?id=6IiclcXvZNkC&pg=PA136&lpg=PA136&dq=luchazi+names&source=bl&ots=0r-0QECtSD&sig=ACfU3U2zHjHBV2uhPzEL4DT4ff1l1MojOA&hl=en&sa=X&ved=2ahUKEwi28N-89JnjAhUMbs0KHd8OBEE4ChDoATAJegQICRAB#v=onepage&q&f=false