Kichokwe
Mataridziko
Kichokwe mutauro weBantu unowanikwa kuAngola, Democratic Republic of the Congo neZambia.
Mazwi Anotodza Shona
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaChokwe vanoti shima ya lubaa (n. sadza from Cassava fufu) kureva sadza rehupfu hwemufarinya.
- Chokwe inoti makunde a chibyi (n. beans) kureva bhinzi.
- Chokwe inoti jilo (n. eggplant).
- Chokwe inoti wuwa (n. mushrooms) kureva hohwa.
- Chokwe inoti nganga (n. witch) kureva muroyi.
- Chokwe inoti uta (n. gun) kureva pfuti.
- Chokwe inoti kawa (n. dog) kureva imbwa.
- Chokwe inoti lunga kana malunga (n. man) kureva murume.
- Chokwe inoti kuria kana kurya (n. food) kureva kudya.
- Chokwe inoti kuwema (v. to burn) kureva kutsva.
- Chokwe inoti Uzambi (n. God) kureva Mwari.
- Chokwe inoti mwene (n. lord, master) kureva tenzi.
- Chokwe inoti kuvumbika (n. to serve out of a sense of respct or regard).
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Chokwe inoti chingulu (n. yam) kureva yamu.
- Chokwe inoti mulembwe (n. okra) kureva derere.
- Chokwe inoti zanga (n. love) kureva rudo.
- Chokwe inoti mwalwa (n. sun/s) kureva zuva.
- Chokwe inoti ndungo (n. slave) kureva muranda.
- Chokwe inoti musunga (n. flesh of a person or animal).
- Chokwe inoti vumbi (n. grace, show of respect).