Svetuka kuchirochemo

Kikwaya

Kubva Wikipedia

Jita mutauro unotaurwa kuTanzania.

Mazwi Anotodza Shona

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Kwaya inoti abhaana (n. children) kureva vana.
  • Kwaya inoti rumwi (adj. one) kureva chimwechete.
  • Kwaya inoti omugasi (n. woman) kureva mukadzi.
  • Kwaya inoti eriino (n. tooth) kureva zino.
  • Kwaya inoti raata (n. father) kureva baba. Fananidzai nokuti tate kana tata?
  • Kwaya inoti okubhoko (n. hand) kureva ruoko.
  • Kwaya inoti omusi (n. city) kureva guta. Fananidzai nokuti mudzi?
  • Kwaya inoti bhari (they are) kureva vari.
  • Kwaya inoti bhaambire (they started (long ago)) kureva vakavamba.
  • Kwaya inoti okubhwirwa (to be told) kureva kuudzwa. Mamwe mazwi: okubhwirira (to tell) kureva kuudza
  • Kwaya inoti okureebha (v. to herd) kureva kufudza zvipfuyo.
  • Kwaya inoti rusuku (n. day) kureva musi.
  • Kwaya inoti waarukwere (n. frog) kureva datya.
  • Kwaya inoti obhuraka (n. voice) kureva izwi.
  • Kwaya inoti kumwaro (n. lake) kureva dziva.
  • Kwaya inoti -ringa (how many) kureva ngani. Rinoshanduka maringe nemupanda wezita, sokuti bharinga, bhuringa, eringa, garinga.
  • Kwaya inoti rora (v. see) kureva [[]]. Vanoti bharorere (they saw) kureva vakaona.
  • Kwaya inoti okukora (v. to do) kureva kuita. Vanoti okukoreka (to be done) kureva zvaitika.
  • Kwaya inoti okuraasha (v. to preach) kureva kuparidza.
  • Kwaya inoti okufumbika (v. to be turned upside down) kureva kupidigura.

Kutaurwa kwehuwandu nenhamba kunoshanduka zvichienderana namupanda wezita riri kutaurwa nezvaro.

  • Kwaya inoti imwi, bumwi, rumwi, gumwi, kimwi, kumwi (adj. one) kureva imwe.
  • Kwaya inoti bhabhiri, ebiri, bhibhiri, gabhiri (adj. two) kureva mbiri.
  • Kwaya inoti bhasatu, esatu, gasatu, bhisatu (adj. three) kureva nhatu.
  • Kwaya inoti bhana, ena, gana, bhina (adj. four) kureva ina.
  • Kwaya inoti bhataanu, etaanu, bhitaanu, gataanu (adj. five) kureva shanu.
  • Kwaya inoti ekumi (adj. ten) kureva gumi.


[1]

  1. https://www.sil.org/system/files/reapdata/41/12/18/41121833960937548160887457730509957436/The_Grammar_Basics_of_Kwaya_Final.pdf