Lusoga

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Lusoga kana Lutenga mutauro weBantu unowanikwa munyika yeUganda kumabvazuva kweAfrica.

Mazwi Anotodza Shona[chinja | edit source]

  • VaSoga vanoti mbwa (dog) kureva imbwa.
  • VaSoga vanoti mbiro (race, speed) kureva mujawo.
  • VaSoga vanoti mbaati (duck) kureva dhadha.
  • VaSoga vanoti mbala (class, type) kureva rudzi.
  • VaSoga vanoti mbala (count, ) kureva kuverenga.
  • VaSoga vanoti mbalo (maths, number) kureva masvomhu kana nhamba.
  • VaSoga vanoti mberi (ahead of) kureva zviri mberi.
  • VaSoga vanoti mbuli kana mbudzi (goat) kureva mbudzi.
  • VaSoga vanoti mpala (leopard) kureva mbada.
  • VaSoga vanoti mpango (pillar) kureva bango?.
  • VaSoga vanoti mwana (child) kureva mwana.
  • VaSoga vanoti mwaka (year) kureva mwaka.
  • VaSoga vanoti kifundwa (knot) kureva chipfundo.
  • VaSoga vanoti nfa (way of dying, cause of death) kureva kafiro.
  • VaSoga vanoti nkwale (partridge) kureva chikwari.
  • VaSoga vanoti nhwa kana nywa (drink) kureva kunwa.
  • VaSoga vanoti kanywe (little finger) kureva kagunwe.
  • VaSoga vanoti tya (v. fear) kureva kutya.
  • VaSoga vanoti meza kana meza (germinate) kureva kumera.
  • VaSoga vanoti vaala (dress up) kureva kupfeka.
  • VaSoga vanoti mahano (taboo) kureva zviyerwa. Ko hano zvariri zita rinoshandiswa pamombe?
  • VaSoga vanoti funya (fold over) kureva kupfunya.
  • VaSoga vanoti nzira (road, path, way) kureva nzira.
  • VaSoga vanoti nyanza (lake) kureva nyanza.
  • VaSoga vanoti okukola (working) kureva kushanda.
  • VaSoga vanoti linda (wait) kureva kurinda.

Zvikamberi[chinja | edit source]

  • Mu pakududza rudzi rwemunhu sokuti musoga - native of Busoga land.
  • Ba pakududza rudzi rwevanhu vazhinji sokuti Basoga - the Soga people.
  • Bu' pakududza nyika inogarwa nerudzi rwevanhu sokuti Busoga Fananidza nokuti Buhera inyika yaigara VaHera.
  • Ki sokuti kisoga (customs or traditions, e.g. kika, kisoga = describes religioustradition or culture common to the Soga people).
  • Lu pakududza rurimi rwunotaurwa nerudzi rwevanhu - sokuti Lusoga, Luzungu, Lutenga.

Zvirevamwene[chinja | edit source]

  • VaSoga vanoti iwe (you) kureva iwe.
  • VaSoga vanoti kino (this thing) kureva chino.
  • VaSoga vanoti oyo (that person) kureva uyo.
  • VaSoga vanoti ono (this person) kureva uno.
  • VaSoga vanoti ani? (who?) kureva ani?.
  • VaSoga vanoti ki (what) kureva chii.
  • VaSoga vanoti li (when) kureva rii kana rinhi.


[1]

  1. https://www.academia.edu/1816700/Lusoga_Language_Handbook