Svetuka kuchirochemo

Mbunda

Kubva Wikipedia

Mbunda mutauro weBantu unowanikwa kuZambia, Namibia, Democratic Republic of the Congo neAngola.

  • Mbunda vanoti butoka (white) kureva huchena.
  • Mbunda vanoti bubenga (brown).
  • Mbunda vanoti buthela (yellow).
  • Mbunda vanoti bushompo kana matamba (green).
  • Mbunda vanoti muti (n. tree) kureva muti.
  • Mbunda vanoti chiti (wood or tree) kureva muti.
  • Mbunda vanoti Kalunga (n. God) kureva Mwari.
  • Mbunda vanoti Liato (n. big canoe) kureva bwato guru.
  • Mbunda vanoti Makuwa (a name meaning someone who shouts when rejoicing).
  • Mbunda vanoti Manjolo (n. tubular bracelets).
  • Mbunda vanoti kuunga (v. to gather) kureva kuunga.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mbunda vanoti Chindele (n. white person) kureva murungu.
  • Mbunda vanoti Muthompa (n. a judge).