Lunda

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Lunda mutauro unowanikwa kuZambia une mamwe mazwi anotodzana nemazwi eChiShona.

Mazwi Anotodzana[chinja | edit source]

  • Lunda inoti mwidima (the dark), Shona ichiti rima.
  • Lunda inoti Tata (father), Shona ichiti tate kana baba.
  • Kudya (food) ndizvo zvimwechete kuShona neLunda.
  • Lunda inoti mesu (eyes), Shona ichiti meso.
  • Izwi rinoti n'ombe (cow) rinoreva zvakafanana kuShona neLunda.
  • Mwaka kuLunda ndiro gore kuShona.
  • Lunda inoti mesa (table); Shona ichiti tafura.
  • Lunda inoti makunde anzena (lunda beans). Kune zita remhuri rinnovi Makunde.
  • Izwi rokuti Nzambi (God) kuLunda rinoreva Mwari kuShona.
  • Lunda inoti mafuku (days); Shona ichiti mazuva kana misi.
  • Lunda inoti chitu (wound); Shona ichiti ronda kana ronda. Kune zita rinnovi Nyamupachitu.
  • Lunda inoti n'ombe (cow); Shona ichiti mombe kana n'ombe.
  • Lunda inoti tuda (birds); Shona ichiti shiri. Kune zita remhuri rinonzi Mutuda.
  • Lunda inoti nulu (pig); Shona ichiti nguruve.
  • Lunda inoti mukoko (sheep); Shona ichiti hwayi. Kune zita remhuri rinonzi Mukoko.
  • Lunda inoti chikasa (arm); Shona ichiti ruwoko. Kana awanda vanoti makasa.
  • Lunda inoti wufuka (night); Shona ichiti husiku.
  • Lunda inoti ngoyi (placenta).
  • Lunda inoti kutata (hot); Shona ichiti kupisa.
  • Lunda inoti kawa (dog); Shona ichiti imbwa.
  • Lunda inoti nvula (rain); Shona ichiti kunaya kwemvura.
  • Lunda inoti maseki (On the Earth); Shona ichiti pasi kana pavhu.
  • Lunda inoti mweji (light of the moon); Shona ichiti chiedza chemwedzi.
  • Lunda inoti kaweji (moon; Shona ichiti Mwedzi.
  • Lunda inoti kufwa (death); Shona ichiti kufa.
  • Lunda inoti nzala (hunger); Shona ichiti nzara.
  • Lunda inoti wuloji (witchcraft); Shona ichiti huroyi.
  • Lunda inoti chimbuzu (Blair Toilet); Shona ichiti chimbuzi.
  • Lunda inoti kalonga (river); Shona ichiti rwizi.
  • Lunda inoti kulombela (prayer); Shona ichiti kunamata.
  • Lunda inoti Mwanta (Lord); Shona ichiti Ishe. Muchayeuka Mwantayamvo wekuAfrican History?
  • Lunda inoti Muchima (Heart - spiritual).

Mazita eNhamba[chinja | edit source]

  • Wumu (one).
  • Ayedi (Two).
  • Asatu (Three).
  • Awana (Four).
  • Atanu (Five).
  • Atanunawumu (Six)
  • Atanuwawayedi (Seven)
  • Atanuwasatu (Eight)
  • Atanunawawana (Nine)
  • Ikumi (Ten)