Category:Hurapi

Kubva Wikipedia

Hurapi zvinoreva mabasa nehumhizha hwose anoitwa nechinangwa chekuti vanhu vaporev kubva kuzvirwere. Mabasa ehurapi anobatwa nevanhu vanosanganisira: chiremba, mukoti, nyamukuta navana chiremba vanotarira nhengo dzemuviri dzakasiyana-siyana.