Chiveve

Kubva Wikipedia

Chiveve (numbness) zvinoreva chiitiko chinoti munhu anotadza kunzwa zviri kuitika pamutezo wemuviri wake, zvichibva pakunge abaiwa mushonga wokuti asanzwa marwadzo munguva yekuchekwa kana kuparwa kwenhengo iyoyo. Chiveve chinoitikawo kana munhu akange agara akatsambira nzvimbo imwechete yemuviri kwenguva yakarebesa.chinorapwa sei ndeipi mishonga yechivanhu ingarape chiveve

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]