Kutindimadza

Kubva Wikipedia

Kutindimadza (anesthetizing) zvinoreva kupa mushonga unokonzera kuti nhengo dzemuviri dzisanzwa marwadzo kana munhu achichekwa muChipatara.