Chikorwa

Kubva Wikipedia

Chikorwa (intoxicant) zvinoreva chinhu chine mushonga unodhakisa zvokusvika pakurwara kana kufa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaBemba vanoti kolesha (intoxicate) kureva kukoresa. VaZigula vanoti ukozi (drunkeness) kureva hudhakwa.
  • Baila vanoti ku kola (intoxicate) kureva kukora. Mamwe mazwi: mukolwi (drunkard) kureva chidhakwa.
  • Baila vanoti kukolwa (to be intoxicated) vachireva kukorwa.