Svetuka kuchirochemo

Kuteta

Kubva Wikipedia

Kuteta (to be nervous, to shrink from) zvinoreva kuzeza chinhu chingava chinozvadza kuita kana chausinganzwe kwazvo pachinoitwa.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Chewa vanoti utete (flinching, a shrinking from pain).
  • Bushong vanoti buteta (n. fear; coawrdice; dread; fright; terror; horror).
  • VaTonga vanoti kuteta (become soft, become wet) vachireva kupfava. VaTonga vanoti teteeta (v. be soft, be weak) kureva kuteta?.
  • VaMaconde kukuvala (stub oneself especially toe) vachireva kukuvara.
  • VaLozi vanoti mutetelelwa (, n. fear of the least pain) vachireva kuteta.