Kumbandidza

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Kumbandidza (Pinch that takes much flesh).

  • Kumbandidzira (1. Press. Squeeze, 2. Pinch - taking much flesh).

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Andimbandidzira munwe negonhi ndichirizarira: he caught my finger in the door when I was closing it.
  • Vanhu vanombandidzirana mubhazi: people get crushed together in the bus.