Kudhakwa
Mataridziko
Kudhakwa kana kudhakiwa (to be drunk).
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaKongo vanoti nkolwa (n. alcohol, drunkeness, intoxication, intoxicated with pride & deceit) hudhakwa. VaKongo vanoti kolesa (cause to be drunk) kureva kudhakiswa.
- Baila, VaKongo, VaShambala neUmbundu vanoti kukolwa (to be drunk, to be tipsy, intoxicated, stupefied) kureva kudhakwa.
- VaLozi vanoti cakolwa (n. drunkard) kureva chidhakwa. Mamwe mazwi: butakwa kana bucakolwa (drunkenness) kureva hudhakwa.
- MaZulu vanoti daka (. Intoxicate (make drunk)) kureva kudhaka. Mamwe mazwi: dakisa (make drunk, cause another to become drunk) vachireva kudhakisa.
- MaZulu vanoti daka (v. Make heady, conceited) kureva kudhaka. Muenzaniso: Impumelelo yakhe isiyamdaka (His success is now turning his head).