Kuneta

Kubva Wikipedia

Kuneta, maneto kana kunyara (tiredness) kurukutika kwemuviri kunoitika mushure mokunge munhu ashanda. afamba kana kumhanya.

Tsika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kamwe apo Jacob paakabika muriwo, Isau wakauya echibva mushango, waiya ademera.
  • Ndipe, ndidye, ndapota, uwo muriwo wakatsvuka; ngokuti ndademera! Please! Let me gulp down some of that red stuff — that red stuff! I’m exhausted! (Genesis 25:30 Bhaibheri reChiNdau).
  • Nyika yeEgypt nenyika yeCanaan dzakademera ngendaa yenzara: both Egypt and Canaan wasted away because of the famine.(Genesis 47:13 Bhaibheri reChiNdau).

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaVenda vanoti maneto (tiredness) kureva maneto. VaNgala vanoti lembe (tire) kureva kuneta.
  • VaZigula vanoti usoka kana usoko (tiredness, tedious, exhaustion; feebleness) kureva kuneta.
  • Mang'anja vanoti neta kana kunensa (be wearied) kureva kuneta. Sisaala nyal (v. 1. to be fatigued).
  • MaZulu vanoti thamba (Become limp, lack energy) kureva kudhamba. MaZulu vanoti thamba (Become soft, impressionable, supple).