Kukarudza

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kukarudza (shock, startle) zvinoreva kuunza kutya, nokukatyamara pamunhu imwe nguva kunoita munhu arasikirwe nekufunga panguva iyoyo kana kutadza kuita zvimwe zvaanosiita.


Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Shumba inokarudza munhu nokuiona chete.
  • Takakaruka vaenzi vasvika pamusiwo tisina chokubata.