Chiremba

Kubva Wikipedia

Chiremba (medical doctor, surgeon or physician) zvinoreva munhu akadzidzira basa rekurapa zvirwere kusvikira padhigirii reMBChB kana M.D. Ana chiremba vane mvumo yekuwongorora hurwere vachibva vadudza kuti chirwere rudzii uye kudoma mushonga wakafanira kupiwa murwere kuti arapwe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]