Svetuka kuchirochemo

Kutsva kwemunhu

Kubva Wikipedia

Chinyorwa chino chinotaura pamusoro pekutsva kwemunhu nemhando dzemaronda anoonekwa. Also to get burnt. Kana kuroveswa.

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Utsva, dzvanga kana dzvadzi (burn mark, scar) zvinoreva vanga rinosara paganda kana munhu akambotsva.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaYao vanoti kupya (to be burned ; to be cooked) vachireva kutsva.
  • VaGungu vanoti kuhya (v. get burnt, destroyed, damaged, injured, etc. by fire.) vachireva kutsva.
  • Kinande vanoti obuhya (n. wound resulting from a burn) vachireva utsva.