Kuwonda

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kuwonda kana kuwondoroka (emaciated) zvinoreva kuperezeka muviri uchisara usina mafuta. Kuwonda kunokonzerwa nezvinhu zvinosanganisira: kushaya chokudya, zvirwere zvakatsaukana kana kudya uchirutsa

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaGwere neVaRundi inoti kwonda (emaciated, be thin, small slim) kureva kuwonda. VaWabo vanoti woodda (be thin) kureva kuwonda.
  • VaDigo MaZulu vanoti onda (to waste away, become thin, emaciated, lean) kureva kuwonda. Kinande vanoti omubonde (v. weight loss).
  • Baila vanoti ku kokela (to be lean, to be thin for - i.e. loosing weight as a result of) vachireva kuwonda?
  • VaZigula vanoti usisili (thinness, narrowness). VaNyoro vanoti -kondama (become weak and emaciated from illness).