Kukuvara

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kukuvara (to be injured) zvinoreva kuita chironda.

  • Kukuvadza (caus. to injure) kukonzera kuti munhu akuvare.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaMaconde kukuvala (stub oneself especially toe) vachireva kukuvara.
  • VaYao vanoti kukuwala (to stumble over anything in the way).