Svetuka kuchirochemo

Kuzvimbirwa

Kubva Wikipedia

Kuzvimbirwa (eat so much the stomach is distended) zvinoreva kudya zvakanyanya kusvika dumbu rati tanana kuzarisa.

Kushora sadza mbodza nerinozvimbira: zvichireva kuti munhu chaashora ndicho chaazonyanya kudya, kushandisa kana kufarira.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Swahili vanoti vimbia (be swollen/bloated/stuffed; have digestive difficulties). Mamwe mazwi: vimbiwa (passive. be bloated or stuffed) kureva kuzvimbirwa.
  • Zigula vanoti kuvimbilwa (n. to eat heartily) kureva kuzvimbirwa.
  • VaMambwe vanoti vimbilwa (to eat a great deal, over eat) kureva kuzvimbirwa.
  • VaHerero vanoti taya kana tava (eat to the full) kureva kuzvimbirwa.