Svetuka kuchirochemo

Kuzvimba (muviri)

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti kuzvimba (swelling) rinotaura kufutira kunze kunoita muviri zvikurusei kana munhu arohwa, adhumira, akuvara, zvichingodaro.

Kuserera zvinoreva kudzokera pamwero wakanaka kwenyama dzana dzakambozvimba.

  • -kuta (Swell as dough does, 2. Become angry). Akakuta kumeso: his face is swollen.
  • Mazvimbiswa (easily swollen) kureva kusatana kuzvimba muviri.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaSwahili neVaNgala vanoti vimba (swell, swell up, expand, be swollen) kureva kuzvimba.
  • VaSwahili vanoti kivimbe (1. swelling, tumor, 2. girth, circumference).
  • VaSwahili vanoti jivimbisha (caus-refl. overeat).
  • Baila vanoti ku zhimba (to swell) vachireva kuzvimba.