Chirema
Mataridziko
Chirema kana chibibi (disabled or deformed person) kureva munhu ane mitezo isina kukwana kana isingashandi nemazvo.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Chikosha kana chikotsa (Disabled person).
- Chikosha Pregnant woman (whose pregnancy is apparent).
- Chiteve (Debility) apa zvichireva utera hwemuviri.
- Chigweve, kana chigweshe (Cripple who cannot use lower limbs, 2. Child not yet able to crawl).
- Dera kana zinyakatira (Weakling - physical or moral) apa kureva munhu asina simba panyama kana pakuchengeta tsika dzakarurama, dzakanaka.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Chewa vanoti chilema (a blemish). VaTirili vanoti vulema lameness, physical defect or deformity) kana vulemu (lack, falling short, shortage).
- VaWanga vanoti obulemu kana okhulema (lameness; physical defect or deformity) vachireva kuremara.
- Swahili vanoti runda (1. be retarded in development, be stunted, 2. be crippled, 3. be bad tempered or surly).
- VaSwahili vanoti kipooza (paralysis) kureva kuremara. Luwanga vanoti okhuleema (be ninsufficient, lack).
- Swahili vanoti lemaa (distortion; disfigurement) kureva kuremara. Tiriki vanoti khulema (be physically deficient; be lame; walk with a limp).
- VaZigula vanoti kuholola (get paralyzed; being paralysed) kureva kuremara. Mamwe mazwi: kuhololeswa (be paralyzed) kureva kuremadzwa.
- Kabiye vanoti hoɣa; hosi; hoo; howa (n. pregnancy) kureva nhumbu. Maore inoti shirewe (n. disabled person).