Chirimi

Kubva Wikipedia

Chirimi (lisp) kuremara kwekuti munhu anotadza kunatsodudza mazwi.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaGanda vanoti kirimi (n. lisp) kureva chirimi.
  • VaWanga vanoti eshirimi (speech impediment lisp, stammer, etc.) kureva chirimi.
  • VaWanga vanoti oweshirimi (one who stutters) kureva munhu ane chirimi.

Zviri muAfrica[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Chirimi izita remhuri kunyika yeTanzania.