Gunura

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Gunura, mheswi kana chinono (tsetse fly; a gadfly) chipembenene chinoruma chinotakura hutachiona hunokonzera chirwere chekukotsira.

Mheswi yakabatwa kuBurkina Faso

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaMaconde vanoti chipanga (tsetse fly), kana zvawanda voti vyipanga. Chipanga izita remhuri.