Donhwe

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Raindrop on a fern frond.jpg

Shoko rekuti donhwe (droplet in English) rinoreva kamutuvi kadikidiki. Donhwe ringava remvura, mushonga, mukaka, mafuta kana umwe upi zvawo mutuvi.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Madesa (Last drops). Madesa emhamba: the last drops of beer.
  • Kubomha (drip). Anobomha dzihwa sehwai: his nose is running like a sheep's.
  • Kubomhesa (Drain slowly. Make to drip). Bomhesa mafuta, murege kupinda madzikinya: drain the fat slowly so that no sediment will get in.