Nyamukuta

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Midwife home appointment.jpg

Nyamukuta (midwife) munhu anoita basa rokubata nemadzimai panguva yokunge vari kuzvara mwana achibuda. Ana nyamukuta vanovamba nezvidzidzo zvokuva mukoti vachizowedzera kuti vaite mabasa ekusunungutsa madzimai.

Tsika[chinja | edit source]

  • Rega kuchenjedza nyamukuta kuzvara uchada

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Vatauri veSwahili vanoti mzalisha wazalisha (midwife) kureva nyamukuta.
  • VaHerero vanoti okukuta kana kuta (v. to bind, fetter, fasten, to bundle, tie together).
  • VaHerero vanoti omukuta (n. a bundle, sheaf).
  • VaHerero vanoti kutura (v. to unbind, unfasten, to unbundle).