Kutova

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kutova (to poultice, to apply wet heat by a compress) zvinoreva kushandisa jira rakanyiwa mumvura inotonhora uchidzvanya naro pane ronda, zvikurusei pakazvimba.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaYao vanoti kutowanya (to feel all over with the fingers).
  • VaLozi vanoti -toba (to apply fomentations - to apply hot packs, to poultice) kureva kutova.
  • VaNyungwe vanoti cironda kana bzironda (wound, injury) kureva chironda.
  • VaChewa vanoti utete (flinching, a shrinking from pain).