Kusengudza (murwere)

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti kusengudza (remove sick person to temporary shelter) zvinoreva kubvisa murwere kubva mudzimba dziri pamusha zvinogarwa nevamwe achiiswa kwake oga. Izvi zvingaitwa nechinangwa chokuti chirwere chisatapukira kana kuti murwere awane nzvimbo yaanowana kuzorora pasina vanomuona nguva zhinji.

Shoko iri ringadaro richireva zvimwe nerekuti quarantine kuEnglish.