Mafuta eKuzora

Kubva Wikipedia

Mafuta ekuzora (lotion, petroleum jelly) anoshandiswa paganda kuti: risawomarara, kuti ripfavirire uye mamwe anoita kuti rinhuwirire.

  • Kuzora (rub on ointment) zvichireva kuzodza mafuta.
  • Kunyarira, kunyanga; kupoma; kutsvetera; kupomera (rub on softly).

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Zigula inoti kuhaka (applying, apply on/to; smearing, smear, spread). Sokuti: Sihakwa mavuta mo uso (Oil has been applied to my face).
  • Zigula inoti kuhaka rangi (painting, paint; coloring, color). Mamwe mazwi: kuhakirwa (be applied for; be applied in/to/with).
  • Zigula inoti kuhakigwa (be applied). Mamwe mazwi: kuhakwa (be applied). VaGungu vanoti kuhoma (v. plaster -apply mud or cement) vachireva kupoma.
  • Zigula vanoisa h pamwe panoiswa p kuShona. Sangho inoti bela (coating, anointing; coat, anoint).