Vanga
Jump to navigation
Jump to search
Vanga, gopfa kana dzvadzi (Scar) mutaro unowonekwa paganda pakambokuvara, kuvhurwa, kuchekwa kana kutsva.
Mazuvaano kwave nenzira dzekunama nyama kuti pakambochekwa pasare pachitaridzika serimwe ganda risina kumbochekwa.
Mamwe Mazwi[chinja | edit source]
- Iga, maga, chiga, dzvadzi kana vanga (Mark, Scar).
- Gotsa kana magotsa pahuwandu (Scar) apa kureva vanga.
- Gwanzva, magwanzva kana makwanzva (Scar) zvichireva dzvadzi kana vanga.
Zvirevo[chinja | edit source]
- Maisiri ngeune gobvu. A famous hunter- (gunsmith) is the one who has a big scar.
- Mbwende haina vanga. A coward has no scar.
- Kutya hakuna gobvu. (gobvu: scar): The fearful has no scar.