Mukoti

Kubva Wikipedia
2017

Mukoti kana muwongi (nurse in English) munhu anoita basa rokushanda nevarwere nekuvapa mishonga achitevera mirairo yachiremba pane zvirwere zvikuru.

Tsumo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Chinovongwa mutumbi, hakuvongwi kuvata pasi. What must be nursed is the person (who is ill) and not the lying down.
  • Chinopepwa urwere, kwete rukukwe. What must be nursed is the illness, not the mat.

Mitauro yaBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaVenda vanoti muongi (n. Nurse, hospital nurse) kureva mukoti. Vhuongelo (n. nursing home).
  • VaLozi vanoti mupepisi kana bapepisi pakuwanda (n. midwife, nurse) kureva mukoti.
  • MaZulu vanoti umongi kana abongi pakuwanda (n. Nurse, hospital nurse) kureva mukoti.
  • VaGungu vanoti mutambi kana batambi pakuwanda (n. nurse) kureva mukoti.
  • Chewa inoti kupepa (v. to blow) kureva kupepa. Mamwe mazwi: kupepuka (capable of being blown away).