Kufunzika

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti kufunzika (give birth to still born child) rinoreva kuzvara mwana anobuda akafa. Vamwe vatauri vanoti kupfukudzika.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mamuviri pemubvana wavo pakanga papfukudzika saka vakaenda kuti vaye naye panguva iyi.

Kana iri mombe inonzi yasvodza.