Svetuka kuchirochemo

Chirungurira

Kubva Wikipedia

Chirungurira (n. heartburn) chiitiko chinook acid yemudumbu inodzoka mukanwa ichikwira kubva mudumbu.

  • Chirungurira ndechowadya maradzwa chowerinopisa isvoto. Indigestion attacks the one who has eaten left-overs but the one who has eaten hot food feels nausea.
  • Chirungurira ngechowadya munya cheungopisa masvoto. Indigestion attacks the one who has eaten left overs, nausea the one who has eaten hot food.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaDigo vanoti chirungurira (heartburn) kureva chirungurira. VaZigula vanoti chirungwira (n. heartburn) kureva chirungurira.
  • Baila vanoti chilungula (acute indigestion) kureva chirungurira. VaLozi vanoti sungulela (n. heart-burn) kureva chirungurira.
  • MaZulu vanoti isilungulela (n. Heartburn, indigestion) kureva chirungurira.
  • MaZulu vanoti isilungulela (n. Herald ; person or thing which leads the way (e.g. blast of wind, rush of fire, storm troops).