Nyota
Jump to navigation
Jump to search
Nyota ihavi yokuda kunwa mvura kana zvimwe zvinonwiwa. Nyota inokonzerwa nokushomeka kwemvura mumuviri kana kuvepo kwezvinhu zvakadai semunyu zvinokonzera kuti munhu ade kunwa mvura.
- Kamhutu kana kudzvutura (to sip, to take a sip) kutaura kunwa zvishomane.