Kugeya

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kugeya (belch) kuburitsa mweya unenge uri mudumbu uchibuda nemukanwa. Izvi zvinoitika kunyanya kana munhu anwa coke kana zvimwe zvinwiwa zvine carbon dioxide.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaChewa vanoti kugea (belch) kureva kugeya.
  • VaYao vanoti kugeya (to belch) kureva kugeya.