Chipfundo

Kubva Wikipedia

Chipfundo kana chifundo (skeletal joint; a knot) kureva panosangana mapfupa maviri sepabvi, pabendekete kana pagokora.

Pfundo kana fundo (joint of finger).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaNyungwe vanoti pfundo kana mapfundo (knots) kureva chipfundo.VaGanda vanoti fundikira (v. knot; tie) kureva kusunga.
  • VaChewa vanoti mfundo kana fundo (a joint in the body, a joint; a knot, a tumor, a swelling). VaWanga vanoti eshiungo (a join).
  • VaRundi vanoti gupfundika (to weave, knot) vachireva kuruka kana kusunga. VaRundi vanoti gupfundikira (to cover as dish) vachireva kufugidza.
  • VaRundi vanoti gupfundikwa (to be tied, woven) vachireva kusungwa kana kurukwa. VaGanda vanoti kifundikwa (to be tied, woven) vachireva kusungwa kana kurukwa.